Musikana WanguTrevor Dongo
(0 votos)
Oh ya, oh ya-ya Patakaonana
Tainge tichiri vana oohh
Pandaikunetsa
Jaya raida musikana (mmmh)
Pawakandida, Ndikati ndawana musikana
Nanhasi ndinewe, babe wandinoda musikana
Kunyangwe nguva yafamba
Ndichangoramba, ndichiona musikana wandakada, tirivadiki
Iwewe neni zvachose
(Ooh-oooh)
Hona nhasi tayarutsa mhuri yedu
Majaya nemhandara
Vamwe nekukura kwavo,
Rudo rwavo rwapera
Asi ini
Comparte
Musikana Wangu! con tus amigos.
Que tal te parece
Musikana Wangu de Trevor Dongo?