Cancion : Dzamutsana Artista : Jah Prayzah Album : Chitubu Url : https://www.letras10.co/letra-dzamutsana-de-jah-prayzah Ahhaaa ahahahaha Ahahaha ahahahhha Kubvira Kare ndichikuda Asi baba vako vakandizvonda (Ndanchiringa) Zvakangodaro ndaigogodza (Ndanchiringa) Dakara mai vangu vazobvunza (Ndanchiringa) Ndairinga nyangwe pese pawaitsika (Ndanchiringa) Nyeredzi Nyamatsatsi zvayadzika (Ndanchiringa) Dzaimira kufunga njere kurasika (Ndanchiringa) Dakara mai vangu vazobvunza (Ndanchiringa) Unombodei zvaunowonda Unombonzwei paunomuona Chingogashira kuti zvakakona Zvimwe kuda rimwe zuva uchamuona Dzamutsana mutsana wetsuro nembwa (Dzamutsana mutsana) Dziri kungoternderera sango reUzumba (Dzamutsana mutsana) Ndizvo zvandakagara ndavaudza (Dzamutsana mutsana) Kuti ndiroro randasarudza (Dzamutsana mutsana) Inga ndochirwere chanditambudza (Dzamutsana mutsana) Mandondo mundondowe pururudza (Dzamutsana mutsana) Wendondozve wotanga kudzana (Dzamutsana mutsana) Dairai ukandida ndichakurera (Dzamutsana mutsana) Zvinondishungurudza ironda (Dzamutsana mutsana) Kuti moyo wangu dai wazorora (Dzamutsana mutsana) Mitoro yangu yose turuka (Dzamutsana mutsana) Dairai ukandida ndichakurera (Dzamutsana mutsana) Moyo wangu unodisa kuti tese titambe (Chitekete) Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete) Zuva ravira uchandiina ndauya Tichifamba, tichitamba, tichijikanya Moyo wangu unodisa kuti tese titambe (Chitekete) Gwaro rerudo rinoti ngatifambe (pamwechete) Zuva ravira uchandiina ndava Tichifamba ========================== Letra descargada de Letras10.co ==========================