Mukadzi WanguJah Prayzah
(0 votos)
ukaona ngirozi ichifamba masikati ichipenya kunge zuva ndiye mukadzi wangu
ukaona nyeredzi inovaima madeko ichikwira ichidzika ndiye mukadzi wangu
ukaona ruva rinorarama paakaoma rinokura pasina mvura ndiye mukadzi wangu
Comparte
Mukadzi Wangu! con tus amigos.
Que tal te parece
Mukadzi Wangu de Jah Prayzah?