Cancion : Bvongodza Muto Artista : Oliver Mtukudzi Album : Shanda Url : https://www.letras10.co/letra-bvongodza-muto-de-oliver-mtukudzi Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Anobvongodza muto kuseva kweakagutaNdookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Apa neapa ndepake Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Ai Kobo aha Ai kobo ehe Ai kobo aha Ai kobo ehe Kobo aha Kobo he aha Kobo au aha Kobo aha Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Kwaakubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Anobvongodza muto kuseva kweakaguta Ndookubvongodza muto kuseva kweakaguta kare Apa neapa ndepake apa Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Epapa Papa Epapa Tata Etata Elala uhh Elala Ekala uhh Elala Apa neapa ndepake Icho neicho ndechake Ako neako ndekake Uyo neuyo ndewake Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira mayaya Kukambira kambira wanyanya Kukambira kambira Chimusoro wanyanya Chimusoro yee Chimusoro mayaya Chimusoro yee Tatenda Siyabonga ========================== Letra descargada de Letras10.co ==========================