Cancion : Not Nice Artista : Winky D Album : Gafa Life Kicks Tape Url : https://www.letras10.co/letra-not-nice-de-winky-d [Intro] I'm not nice (Ke Nako Music) I'm, I'm not nice (Gafa kusvika ndafa) Oskiiiidi [Hook] Eh ndipei kunoku chi riddim chinyowani chabva kuKe Nako Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (Rakuvaimbira) Inzwa maungira (Chorus) I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe [Verse 1] Hona chingoma chacho zvachaita Vanhu vomhanya waya Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya Inzwa mapunch line Ngoma dzangu dzinovadhaka kunge punch wine Dziri kutambiswa maclux mumasendiraini Aikona mhani [Chorus] I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe [Verse 2] Ndakasiya zvemabeefi saka aikona kunondi tsvaga Kunyamachoma Kana kuCSC vanokuudza kuti kunoku Igwe havasi Customer Pachikaro chengoma handibve, ndichabva Beenie Man Atii ndamu Shona Kunge teacher varikumaka shona, vonditi wagona (wagona) [Hook] Eh, ndipei kunoku chiriddim chinyowani chabva kuKe Nako Nekuti kapatani kanetsa patonazi kacho ndini ndinako Gafa rapindira (Gafa rapindira) Rakuvaimbira (Rakuvaimbira) Inzwa maungira [Chorus] I'm not nice Ndini ndaita kuti dance ribhude hutsi kunge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe Hona chingoma chacho zvachaita Vanhu vomhanya waya Hanzi chilevel chaIgwe chava kumusoro kunge Messiah MaGafa obigga zvimoko, ndozvandikissa ndiri paflya Kunoku mangoma ndini ndomaita yadah saMagaya Inzwa mapunch line Ngoma dzangu dzinoova dhaka kunge punch wine Dziri kutambiswa maclux mumasendiraini Aikona mhani [Chorus] I'm not nice Ndini ndaiti kuti Dance ribhude hutsi senge hot rice Ndini ndafadza mazera ese voti Gafa iri haisi right Ndini ndini ndini ndini, ndaita kuti zviite Ndini, ndini, ndini, ndini ndavatoka, ngadzisimbe ========================== Letra descargada de Letras10.co ==========================